Nyaruwata

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nyaruwata izita rinowanikwa muZimbabwe.

Vanhu vane zita iri: Patrick Nyaruwata.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Barotse vanoti lwata or luata (n. propensity to raise the voice whenever talking or quarrelling).
  • MaZulu vanoti uluwatha (Spread-out state, extended condition) vachireva fararira. Muenzaniso: uwatha lwezinkomo (a spread-out herd of cattle).
  • MaZulu vanoti uluwatha kana ubuuwathalala (In spread-out condition). Muenzaniso: ukulala uwatha (to lie spread out).
  • MaZulu vanoti uluwathalala (ideophone of lying spread out in large numbers; of settling spread as a flock of birds).
  • VaLenje dhadha rinonzi liwata kana awanda onzi mawata.