Nyarukunda
Nyarukunda izita inowanikwa muZimbabwe.
KuMadziva iri kuMashonaland Central kune chikoro chinonzi Nyarukunda High School.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi>
- VaVenda vanoti lukunda, vhukunda kana makunda (n. bracelet).
- VaRwanda vanoti urukundo (love). VaRwanda vanoti gukunda (to love).
- VaShambala neVaBwisi vanoti kukunda (to love, to like) vachireva kuda. Mamwe mazwi: kukundana (to like each other) vachireva kudanana.
- Kimbundu vanoti rikunda (n. back; hump).