Svetuka kuchirochemo

Nyangani sezita

Kubva Wikipedia

Nyangani izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Fungai Nyangani; Jesca Nyangani; Tsitsi Nyangani; Tichaoa Nyangani.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo inoti ngani (n. sourness, acidity) kureva kuvava pakudya.