Svetuka kuchirochemo

Nyamukuwa

Kubva Wikipedia

Nyamukuwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Ronald Nyamukuwa; Godfrey Nyamukuwa; Foreman Nyamukuwa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti umkhu6a (n. Custom ; practice - of any particular tribe or locality; conduct). Fananidzai nokuti phylon
  • MaZulu vanoti umkhu6a (n. 1. Fashion, style, vogue; 2. Undesirable practice, bad habit).
  • MaZulu vanoti amakhu6alo (n. Medicinal plant , root, or other medicine used by n'anga to ward off evil or disease or to cure ailments).
  • Fananidzai nokuti physic (any medicine, drug or medicament) kana physician doctor of medicine?