Nyambiro sezita

Kubva Wikipedia

Nyambiro izita remhuri rinowanikwa kuTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Phinius Nyambiro; Annet Nyambiro; Sarah Nyambiro; Philip Nyambiro.
  • Mazwi ari pedyo: *Nyaruviro.
  • Takatarisa mitauro yeBantu, zita iri rinokwanisa kureva munhu ane spidhi - mbiro kana ruviro.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGungu neVaGwere vanoti mbiro (n. atheletics, race, running).
  • VaGungu neVaGwere vanoti mbiro (v. soot). Kikuyu inoti mbiro (n. fruit).
  • VaGwere vanoti bunambiro (v. adv. immediately; without delay).