Nyambi sezita

Kubva Wikipedia

Nyambi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Rinobva mumutauro weChiNyambe unotaurwa zvakanyanya munyika yeMozambique mudunhu rinonzi Inhambane (pronounced as Inyambane). MuChiNyambe zita iri rinoreva nzvimbo ine mabwe (rocky Place). Vanhu vane zita iri semutupo vanowanikwa kunyanya mu Mozambique, Zimbabwe, Swaziland, South Africa uye vari verudzi rweChiTsonga.

  • Vanhu vane zita iri: Prosper Nyambi; tafadzwa Nyambi; David Nyambi; Oliver Nyambi; Jomo Nyambi; Sthembiso Hendrick Nyambi (South African parliamentarian).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaZigula vanoti nyambi (n. oppression, injustice; revenge).