Nyamazi, Zimbabwe
Mataridziko
Nyamazi inzvimbo inowanikwa kuManicaland muZimbabwe.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaWabo vanoti madzi (n. water) kureva mvura.
- VaZigula vanoti kunyamala (make to be quiet, to be calm) kureva kunyarara. Mamwe mazwi: kunyamaza (v. to make to be silent).
- VaShambala vanoti mnyuamazi (species of tree that grows in rivers). Fananidza nokuti munwa-manzi zvichireva kunwa mvura.
- VaGanda vanoti namadzi (brass) kureva ndarira?.