Svetuka kuchirochemo

Nyamanhindi

Kubva Wikipedia

Nyamanhindi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Richard Nyamanhindi; Masimba Nyamanhindi; Lorren Nyamanhindi.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kinande vanoti enindi (n. stick on the bellows) kureva zvimiti zvekupombesa mvuto.