Svetuka kuchirochemo

Nyamande sezita

Kubva Wikipedia

Nyamande izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Yemurai Nyamande; John Nyamande; Leon Nyamande; Tanaka Nyamande.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Swahili vanoti umande (sing, mist, fog, dew; cool or damp - of the morning or evening).
  • Umbundu vanoti emande (arrogance). Maconde vanoti namaande (n. grasshopper) kureva hwiza.
  • Gusilay inoti emand (a humorist) munhu anosetsa vamwe. Hadiyya inoti mande (type of ensete - plant in the banana family found in Ethiopia).
  • Nyamande is also referred to as, the son/child of "Mande" or of the "Mande" tribe. Mande meaning - black grains of millet