Svetuka kuchirochemo

Nyakuwedzwa

Kubva Wikipedia

Nyakuwedzwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti weza (Take across, convey across. transport) vachireva kuyambutsa. Mamwe mazwi: wezwa, wezeka kana wezisa.
  • MaZulu vanoti iliweza kana amaweza (Ferryman; one who helps in crossing) vachireva muyambutsi,
  • MaZulu vanoti umwezi kana abawezi (Ferryman; one who helps in crossing) vachireva muyambutsi.