Nunga sezita
Mataridziko
Nunga izita rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Ruth Nunga; Chipo Nunga; Prisca Nunga; Tatenda Nunga.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.