Nondo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nondo kana nhondo (seedling) zvinoreva dzinde ndiki rakamera kubva pamhodzi; kana uri muriwo kazhinji unosimwa patsva wakataranzwa zvakafanira. Idzi dzinosimwa.