Nhongo
Mataridziko
- Nhongo (n. he goat; castrated male goat) zvinoreva mbudzi hono yakachekwa.
- Nhongo sezita (a family name).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- BaKalanga vanoti thongo (n. castrated male goat) kureva nhongo yembudzi.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
