Nonda

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuNhondanhoko)

Nonda (paChingezi. ion) pahuwandu anonzi manonda kureva ions. Ihatomu kana morekuru rine neti chaji ye chigetsi.

Ruambamavambo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Ruambamavambo zvinoreva kuti etimoroji.

(Nyere yaGalvani)
(Nyere yaGalvani)

Izwi rokuti ion rinobva kumutauro weChigiriki richireva to go; to walk kana roshandurwa kuSainzi rinenge rave kureva that which goes.

KuChiShona kune nyaudzosingwi yokuti nonda (ideophone of following closely in pursuit, of following path without detouring) inoreva kuronda nzira kana kuronda chinhu pasina kutsauka. Somuenzaniso tingataura tichiti Tinashe akati nenzira nonda - apa kureva kuti akatevedza nzira asingatsauki. Tichitevedza nyaudzosingwi iyi tingati ion riturikirwe kunzi nhonda kana nonda.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Tarisai chinyorwa chinonzi Nyere yaGalvani kuti muwane kunzwisisa kuzere.

Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvichida mazwi ari pasi ayo anokwanisa kuturikira chinonzi anode kana cathode.

  • Herero inoti pita (v. go out, come out, spring out, come forth, go forth, rise out, pass outward) kureva kubuda.
  • Herero inoti pitisa (cause to go out) zvichireva kuburitsa. Sokuti: pitisa ozongombe - buritsa mombe.
  • Kikongo inoti kota (to enter, to come in, to pass in, penetrate, flow in, sink in, set as the sun).
  • Kikongo inoti kotwa (to be entered). Nsenga vanoti kufamba kana kutsula (v. to go).