Svetuka kuchirochemo

Nhohwe

Kubva Wikipedia

Shoko rokuoti nhohwe (person of no importance) rinotaurwa kurevera munhu asina kukosha mumeso evavo vanofunga kudaro.

Lonely person - nhohwe

Kurerutsa mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Munguva yehurumende yaIan Smith vanhu vatema vakanga vachibatwa senhohwe munyika yemadzitateguru avo.