Nhapi

Kubva Wikipedia

Nhapi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Clementino Nhapi; Yvonne Nhapi; Derrick Nhapi; Priscilla Nhapi.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMaconde vanoti kutapa kana -litapa (boast) vachireva kuganza. Mamwe mazwi: -tapala (to be impudent, insolent, impertinent) vachireva kuchenama?.
  • VaYao vanoti kutapa kana litapa (to boast; to pride one's self in anything) vachireva kuganza. Mamwe mazwi: tenda matapa (to boast) vachireva kuganza.
  • VaMambwe vanoti -tapika icili cimwi kwene (to repeat the same thing) vachireva kudzokorora chinhu chimwe.
  • VaMambwe vanoti mutapi (a person who repeats the same thing, a persistent person, a tiresome babbler) vachireva munhu anodzokorora chinhu chimwe.
  • VaMwela vanoti naapi (black). Mamwe mazwi: mbuli ya-i-shoko ya-naapi (Small black goats).

Zvimwe Zvinyorwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mazita ari Pedyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]