Nhamba Hwaradada

From Wikipedia
(Redirected from Nhamba Yakagon'a)
Jump to navigation Jump to search
Thermometer iri kuratidza hujoto huri pasi pazero.


Mazwi anoti nhamba hwaradada (negative number in English) ari kushandiswa pano kureva nhamba diki kuna zero iri pasi pazero. Nhamba hwaradada dzinoshandiswa kutaridza kurasikirwa nehuwandu, kuderera kwehuwandu, kutaridza kuti pane chikwereti. Somuenzaniso kana paine chikwereti chezana remadhora chinonyorwa senhamba yakagon'a sezvizvi -$100. Nhamba hwaradada dzinonyorwa dzine chiratidzo chokubvisa pamberi. Somuenzaniso -3, huwandu hwaradada hune huhombe 3; nhamba iyi inotaurwa ichinzi bungudza nhatu - kureva minus 3.

Kupiwa kwezita[chinja | edit source]

Izwi rokuti hwaradada (ideophone of being empty or lacking completely) rinoreva kusavapo kwechinhu. Shoko reEnglish rokuti negative rinotaura kusavapo kwechinhu chiri kutarisirwa.

Nhamba dzakakura kudarika zero ichanzi nhamba nharadada.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]