Nhaka (Yekugarwa)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nhaka (legacy, inheritance) zvinoreva pfuma inogachidzwa ichibva kuvabereki kana madzitateguru kuenda kuvana avo. Iyi ingava pfuma yezvipfuyo, nhumbi kana midziyo uye inogona kuvawo pfuma yeruzivo, tsika, zvirevo nemashoko anovaka rudzi mune zvakanaka.

Rifa kana ifa (inheritance - generally of perishable items not cattle) zvichireva nhaka yezvinhu zvinosakara zvakadai sembatya kana midziyo.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Nhaka mbuya ndeyemombe; yemunhu inozvionera.
  • Nhaka dzinoguranwa musi wenyatwa. Inheritance is withdrawn on the day of trouble.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]