Mugarakare

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuNguvandinde)

Shoko rokuti mugarakare riri kushandiswa pano kuturikira nguva ndefu isina miganhu inonzi iyo permanent kuEnglish. Kana kuchinge kwawanikwa rimwe izwi rinotaura zviri nani kuti permanent iri rinobva rapfudzwa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaKongo vanoti jinga (n. Be permanent, live long, survive, last, remain alive).
  • VaKongo vanoti jingu (n. permanence, vitality, endurance, immortality, eternity).
  • VaKongo vanoti -ajingu kana -ajinga (a. permanent).
  • VaSwahili vanoti mbali (3. a long time, 4. completely, entirely, utterly) sokuti ulia bali - kill outright.