Ngugama

Kubva Wikipedia

Ngugama izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vakakurumbira vane zita iri: Ellias Ngugama aiva maneja weAnglo American muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti inguga (n. A lasting person or thing) vachireva munhu kana chinhu chararama nguva refu.
  • MaZulu vanoti guga (v. Age, grow old; wear out; become wasted, depreciated, worked out) vachireva kuchembera.
  • MaZulu vanoti isiguga (n, old man) vachireva harahwa.