Svetuka kuchirochemo

Ndowa sezita

Kubva Wikipedia

Ndowa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Zambia neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Bvumai Ndowa; Tawanda Ndowa; Max Ndowa; Bibiche Ndowa.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.