Ndima yakarehwa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuNdima inorehwa)

Mashoko anoti ndima yakarehwa kana kuti ndima inorehwa ari kushandiswa kuturikira inzonzi frame of reference kuEnglish. Vamwe vangade kuti ndima inorehwa kana ndima dzakarehwa - kureva ndima ine mitemo, tsika nemaitiro unoraviwa kuti tinzwisisane pakufambiswa kwezvinhu.