Mwene se

From Wikipedia
(Redirected from Mwene so)
Jump to navigation Jump to search

Mwene se kana mwene so (same, alike) kureva sokunge kana kufanana ne.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • kwindingwi (ideophone of Being overcast).
  • Ona rima kuti kwindingwi mwene sokuchanaya: see how overcast it is as though it were going to rain.
  • Bere rakazvipfekedza mwene sehwai kuti ridziembere: the hyena disguised itself as a sheep in order to spy on them.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Mururimi rweUmbundu vanoti mwene (same).