Mwanda sezita
Mataridziko
Mwanda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Tapiwa Mwanda; Nkosana Mwanda; Kilimunda Mwanda; Mwanda Shingululu.
- Chimwanda kana mwanda (bundle, a sheaf - of grass etc) zvinoreva chitsumbu chakadai sechehuswa hwekupfirira imba.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Bemba inoti mwanda (n. hundred).
- VaMaconde vanoti mwanda kana myanda (time, period, journey. Sokuti mwanda umo (once, one time) kana mwanda mivili (twice).
- Maconde vanoti mwanda (n. trip, journey, travel; voyage, transit).
- Tonga inoti kuandula (to break open). Mamwe mazwi: kuanduka (passive. to be broken open).