Svetuka kuchirochemo

Mwaisowa

Kubva Wikipedia

Mwaisowa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Farai Mwaisowa, Mark Mwaisowa.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaGiryama vanoti ku-tsowa (v. miss a thing) vachireva kushayiwa chinhu.
  • VaGiryama vanoti ku-tsapata (v. miss a thing) vachireva kushayiwa chinhu.
  • Bunoge vanoti sowa (v. buy) kureva kutenga.