Mvurwi

Kubva Wikipedia

Mvurwi musha unowanikwa kuMashonaland Central pamugwagwa unobva Harare uchienda Guruve. Guta iri rainzi Umvukwes munguva yaitongwa neVarungu. Musha waigarwa nevatema wainzi Mvurwi Township, wakanga wakakomberedzwa nefenzi paine gedhi rimwechete raipinda nevanhu nemotokari. Saka tingati Mvurwi townshipmyaiva keep munguva yehondo.

Mibisho yeMvurwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvikoro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti imvukusi, ilivukusi kana amavukusi (n. Mole) vachireva nhuta.
  • MaZulu vanoti vuku (ideophone of digging and lifting the soil upwards; of rooting as a pig; of burrowing as a mole) inyaudzosingwi inodudza kuchera senhuta.
  • Herero vanoti vota kana ota (v. to draw water) - kuteka mvura. Mamwe mazwi: otyivotero (n. spot where water is drawn). Fananidzai nokuti Chiwote.

Vagari Vakakurumbira[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vanhu vakakurumbira vaiva vagari veMvurwi vanosanganisira: Border Gezi.