Muvirimi sezita

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Muvirimi izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Muvirimi (one who is obstinate in following one's own will).

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Kuvirima (v. obstinacy in following one's own will).

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mururimi rweYao vanoti mbirimo (haste; diligence; obstinacy in following one's own will).