Svetuka kuchirochemo

Muvingi

Kubva Wikipedia

Muvingi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neRwanda.

  • Vanhu vane zita iri: Tinashe Muvingi; Joel Muvingi; Mufaro Muvingi; Tafadzwa Muvingi.
  • Kuvinga (to come for, to seek for). Mubvunzei kuti avingei pano?

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Herero inoti ovingi (a large quantity of things). Mamwe mazwi: ouingi (a large quantity; much; many).
  • Lugwere inoti mubbingi (n. pursuer, chaser) vachireva mudzinganisi. Mamwe mazwi: mubbumbi (n. potter) kureva muumbi, muvumbi kana muwumbi.
  • BaRonga vanoti n'wingi kana vingi (v. daughter-in-law) vachireva muroora.
  • Chindali inoti biinga (v. hunt) kureva kuvhima. Mamwe mazwi: umubiingi (n. hunter) kureva muvhimi. Apa bii achidudzwa kunzi βii.