Svetuka kuchirochemo

Muvanga

Kubva Wikipedia

Muvanga (n. Pericopsis angolensis; Afrormosia angolensis) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe une puranga rakakukuta.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Kikongo vanoti mvanga (Mimosa tree).
  • Kimbundu vanoti -muanga (v. spread; disperse).
  • Bushong vanoti muanga (vn. row, file, line, procession, series).
  • Bushong vanoti muanganga (n. thorny plant in forest).