Muusha sezita
Mataridziko
Muusha izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- VaMaconde inoti kuusha majini (n. exorcise) kureva kudzinga madhimoni.
- Hadiyya inoti usha (n. inheritance) kureva nhaka.