Mutungwazi
Mataridziko
Mutungwazi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Hutongi nehushe hwavo huno wanikwa ku manicaland kwa Mambo Mapungwana. Vano yera Shumba/ Mhlanga Dube. Vanasikana vacho vanonzi MAZVIKUNDA kana kuti MaDube.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.