Mutuna sezita
Mataridziko
Mutuna izita rinowanikwa muZimbabwe neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Saboi Mutuna; Tsitsi Mutuna, Tafadzwa Mutuna, Mutuna Musonda.
- Mazwi ari pedyo: Mutunami sezita, Mutune sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.