Mutswiri
Mataridziko
Mutswiri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Prosper Mutswiri; Nyasha Mutswiri; Varaidzo Mutswiri.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.