Mutomba

Kubva Wikipedia

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Umbundu vanoti tomba (despise) kureva kuzvidza. Sangho vanoti tomba (v. to chase and catch; to pursue so as to catch; to drive away).
  • Nsenga vanoti tomba (an inheritance). Mamwe mazwi: tombana (v. gather together). Kimbundu inoti utomba (n. hunting).
  • Taabwa vanoti kutomba (v. commit adultery). Mamwe mazwi: kutombela (seduce someone else's wife) kupomba nemukadzi wemunhu.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.