Svetuka kuchirochemo

Mutisi

Kubva Wikipedia

Mutisi kana Mtisi mazita emhuri anowanikwa muZimbabwe. Mazita aya anowanikwa zvikuru kuManicaland province.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaWanga vanoti eshitisi kana omutisi (n. one of the uprights in the framework for the wall of a house) vachireva dziro kana bango.