Mutete

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mutete imhando yomuti unowanikwa muZimbabwe.

  • Dete kana madete pakuwanda (Clump of mutete trees, or of reeds, on bank of river or stream).

Mitauro yeChiBantu[chinja | edit source]

  • Vatauri veChewa vanoti mtete (species of acacia with large white thorns).
  • VaLugungu vane muti unonzi Muteete (muti mukuru usingadonhedzi mashizha ose unodyiwa nembudzi)