Svetuka kuchirochemo

Mutenya sezita

Kubva Wikipedia

Mutenya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Georgina Mutenya; Albert Mutenya; Stephen Mutenya.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Mbukushu vanoti mutenya (n. heat; brightness) kureva madziya.
  • Mbukushu vanoti ditenya (n. great heat; spring; daytime).