Mutendereki sezita
Mataridziko
Mutendereki kana Mtendereki izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Linda Mtendereki, Getrude Mutendereki, Tendai Mtendereki, Tinashe Mutendereki.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- BaKalanga vanoti tendeleki (n. wanderer) kureva nhendereki.
- BaKalanga vanoti tendeleka (n. move around) kureva kutendereka.