Mutemi sezita

Kubva Wikipedia

Mutemi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Anthony Mutemi; Alfred Mutemi; Tawanda Mutemi; Nyasha Mutemi.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Rangi inoti mutemi (n. chief) kureva ishe].
  • VaNyole vanoti omutemi (n. butcher) kureva mutengesi wenyama.
  • VaGogo vanoti utemi (right to rule; chiefdom, chiefship) kureva kodzero yokutonga uye hutongi.
  • VaGogo neZigula vanoti mtemi kana watemi (leader, ruler, chief) kureva mutongi.