Mutawarira
Mutawarira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Audius Mutawarira, Tendai Mtawarira, Tatenda Mutawarira, Teererai Mutawarira.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Swahili inoti mtawalia (continuously, persistently; consecutively, in succession).
- Nyanja inoti kutawa kana tawira (to run away, flee, retreat) vachireva kutiza. Nyanja inoti kutawa ni (to elope) vachireva kutizira.
- Zigula inoti mtawalwa (conqured one; overthrown one). Mamwe mazwi: mtawaladyi (n. conqueror, overthrow, leader).