Mutava
Mataridziko
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaVenda vanoti -thavha (v. slaughter) kureva kubaya mhuka.
- VaHerero vanoti taya kana tava (eat to the full) kureva kuzvimbirwa.