Mutarika
Mataridziko
Mutarika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Prince Mutarika; Samuel Mutarika; Cristopher Mutarika;
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Lenje inoti talika (lead off - dance or song; start, begin, take the lead) kureva kushaura chimbo kana kutungamira. Zvichida izwi iri rinokwanisa kuturikira chinonzi priority kuEnglish.