Mutandiro sezita

Kubva Wikipedia

Mutandiro izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Vanhu vane zita iri: Brain Mutandiro.

  • Mutandiro (spider's web) zvichireva dandemutande rebuwe.
  • Mutandiro (space in between hunting nets).
  • Mutandiro (system, regular procedure) zvichireva mutowo wekuita zvinhu wakatarwa uye wakarongeka. Zvorevawo ndima ine miganhu yakatarwa, ine nhengo dzinogaramo dzinozivikanwa, nehukama hunozivikanwa huri pakati penhengo nendima.

=Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaGungu vanoti mutandiki (initiator, author, starter, originator, first person to do something) kureva muvambi.
  • VaGungu vanoti ntandiko (source, beginning, origin) kureva mavambo.
  • Chewa inoti mtandiro (n. The middle string of the six or more used in sewing a mat).