Dandiranhanga

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMutandira-Nhanga)

Mazwi okuti Dandiranhanga kana Mutandira-Runhanga ari kushandiswa pano kuturikira chinonzi ecosystem kuEnglish - izwi iri rinoreva rumana rwezvinyanhengo zvinorarama pamwe nezvisina upenyu zviri munzvimbo yakakomberedza. Izvi zvisina upenyu zvinosnaganisira: mvura; mweya wekufema; dhaga nematombo. Izvo zvinhu zvine upenyu neizvo zvisina upenyu zvine hukoche-koche kuburikidza nemadenderere eZvidyo (nutrient cycles) uye kushanduka kwesimba.

Zvakakosha kuzivisana kuti mazwi ari pano haako kuShona inotaurwa pari nhasi muna 2016.