Mutanaurwa sezita
Mataridziko
Mutanaurwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Chipo Mutanaurwa; Crispen Mutanaurwa; Faith Mutanaurwa; Tendai Mutanaurwa.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Herero vanoti -tanavu (adj. constant; steadfast; reliable).