Svetuka kuchirochemo

Mutaka sezita

Kubva Wikipedia

Mutaka izita remhuri rinowanikwa muZambia neDemocratic Republic of the Congo.

  • Vanhu vane zita iri: Sekai Mutaka; Juliette Mutaka; Monica Mutaka; Kashumo Mutaka.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Lugwere inoti mutaka (n. resident; citizen) kureva mugari wenyika. Mamwe mazwi: butaka (n. homeland, native land, place of origin).
  • VaBukusu vanoti khuutakha (be without, not have, lack). Mamwe mazwi: khuutakha khuumanya (be ignorant, lack knowledge).
  • Kinande inoti mutaka (n. earth, the ground) kureva pasi. Fananidzai nokuti dhaga?