Svetuka kuchirochemo

Mutahwa

Kubva Wikipedia

Mutahwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Nyasha Mutahwa; Fadzai Mutahwa; Safe Mutahwa; Merveille Mutahwa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kinande vanoti obutahwa (n. healer who invokes spirits) kureva n'anga.