Muswere

Kubva Wikipedia

Muswere (time between dawn and dusk) zvinoreva nguva iri pakati pekuedza nekudoka kwezuva

  • Kuswera (to spend the day) zvinoreva kuva panguva yekuwonekwa kwezuva kusvika ridoke.
  • Maswera sei? How was your day?
  • Iko kandima ikaka ndiko kawaswerera kusakura? You spend the whole day weeding just this much ground?
  • Waswera kupi nhasi? Where did you sepnd your day?

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]