Svetuka kuchirochemo

Musunzi sezita

Kubva Wikipedia

Musunzi izita remhuri muZimbabwe, Congo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Debon Musunzi, Heritien Musunzi, Manasse Musunzi, Esther Musunzi
  • Avo vasina kukohwa goho rakakwana vaisunza kuti vawane chokudya nemhuri dzavo.
  • Musunzi rudzi rwemuti une rimwe zita rokuti mudzimamuriro.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Lenje inoti sunsha (n. offer for sale; sell), kureva kutengesa.
  • Chuabo inoti musunzi (n. apprentice).