Musoke sezita
Mataridziko
Musoke izita remhuri rinowanikwa kuUganda.
- Vanhu vane zita iri: Abraham Musoke; Tendo Musoke; Doryn Musoke; Hamis Musoke.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Luganda vanoti musoke (n. Rainbow).